Mako 13:7
Mako 13:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana muchinzwa zvokurwa, nenyaya yokurwa, musavhunduka; izvozvo zvinofanira kumboitika; asi kuguma kuchigere kusvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pamunonzwa nezvehondo uye neguhu rehondo, musavhunduka. Zvinhu zvakadaro zvinofanira kuitika, asi kuguma kuchazosvika hako.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13Mako 13:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana monzwa zvehondo namarehwarehwa ehondo musanyanye kutya. Izvi zvinofanira kuti zviitike, asi magumo anenge asati asvika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 13