Mako 16:4-5
Mako 16:4-5 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vachitarira, vakaona kuti ibwe rakanga ratokunguruswa, nokuti raiva guru-guru. Vakapinda mubwiro, vakaona jaya, rakanga rigere kurudyi, rakapfeka nguo chena yakarehwa, vakavhunduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:4-5 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi vakati vatarira, vakaona kuti ibwe rakanga rakungurutswa. Pavakapinda muguva, vakaona jaya rakapfeka nguo chena rakagara kuruoko rworudyi, uye vakavhunduka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16Mako 16:4-5 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Zvino vakatarira vakaona kuti dombo riya rakanga ratokungurutswa; rakanga riri guru kwazvo. Pavakapinda muguva vakaona Jaya rigere nechokurudyi, rakapfeka gemenzi jena, vakabva vavhunduka kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 16