Mako 2:27
Mako 2:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ipapo akati kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akati kwavari, “Sabata yakaitirwa munhu, munhu haana kuitirwa Sabata
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu ndokuti kwavari, “Sabata rakaitirwa munhu, munhu haana kusikirwa Sabata, kwete.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2