Mako 2:4
Mako 2:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Sezvo vakanga vasingagoni kusvika naye kuna Jesu nokuda kwokuwanda kwavanhu, vakazarura denga reimba pamusoro paJesu uye, vakati variputsa, vakaburutsa nhoo pakanga pavete uya munhu akanga akafa mutezo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:4 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvino vakati vasingagoni kuswedera kwaari nokuda kwavazhinji, vakazarura denga paakanga ari; vakati variputsa, vakaburusa nhoo, pakanga pavete munhu akanga akafa mitezo
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:4 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Sezvo vakanga vasingagoni kusvika naye paari, pamusana pokuwanda kwavanhu, vakaita buri padenga remba nechapamusoro pake. Pavakanga vaita gwanza vakadzikisa uvato huya hwakanga hurere munhu akatonhora mitezo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2