Mako 2:9
Mako 2:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndezvipiko zvakareruka: Kuti kuno wakafa mutezo, ‘Zvivi zvako zvaregererwa,’ kana kuti, ‘Simuka, tora nhoo yako ufambe’?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Chakareruka ndechipiko, kuti kunowakafa mitezo, ’Waregererwa zvivi zvako,‘ kana kuti, ‘Simuka, tora nhoo dzako, ufambe?’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2Mako 2:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chakareruka ndechipi kuti kumunhu akatonhora mitezo, ‘Zvitadzo zvako zvaregererwa.’ Kana kuti, ‘Simuka utore uvato hwako ufambe.’
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 2