Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Mako 3:27 - Enzanisa Shanduro Dzose

Mako 3:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Zviripo ndezvokuti, hakuna munhu angapinda mumba momunhu ane simba agotakura zvinhu zvake, kana asina kutanga asunga murume wacho ane simba. Ipapo angagona kupamba imba yake.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 BDSC

Mako 3:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Hakuna munhu angapinda mumba moane simba, akatora nhumbi dzake, asati ambosunga anesimba; zvino angaparadza imba yake.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SNA2002

Mako 3:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Hakunomunhu uŋgapinda mumba mounesimba, akatora nhumbi dzake, asati ambosuŋga unesimba; ɀino uŋgaparadza imba yake.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SUB1949

Mako 3:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SCLB

Mako 3:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Hakuna munhu angapinde mumba merume rine simba kuti aripambe zvinhu zvaro kusatoti atanga arisunga ndokuzopamba zvemba yaro.

Pakurirana nevamwe
Mako 3 SCLBD