Mako 9:23
Mako 9:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Jesu akati, “Kana muchigona? Zvinhu zvose zvinogoneka kune anotenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Jesu akati kwaari, “Kana iwe uchigona kutenda, zvose zvingaitika kuna anotenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Jesu akati kwaari, “Kana pane chamunogona! Zvose zvinogoneka wani kumunhu anotenda.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9