Mako 9:47
Mako 9:47 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uye kana ziso rako richiita kuti utadze, ribvise. Zviri nani kwauri kuti upinde muumambo hwaMwari neziso rimwe chete pano kuti uve namaziso maviri uye ugokandwa kugehena
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:47 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kana ziso rako richikugumbusa, urirase; zviri nani kwauri kuti upinde muushe hwedenga une ziso rimwe, pakukandirwa muGehena, una meso maviri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9Mako 9:47 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kana ziso rako richikurasisa, risvukunure, zviri nani kuti upinde muumambo hwaMwari une ziso rimwechete pano kukandwa mugomba romoto, uina maziso maviri
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Mako 9