Nahumi 3:19
Nahumi 3:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Hapana chingarapa ronda rako; kukuvara kwako kuchakuuraya. Mumwe nomumwe anonzwa nezveguhu rako anorova maoko ake pakuwa kwako, nokuti ndianiko asina kunzwa utsinye hwako husina magumo?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3Nahumi 3:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kukuvadzwa kwako hakungarapwi, vanga rako rakaipa kwazvo; vose vanonzwa guhu rako vachakuitira nondo; nokuti ndianiko akanga asingatambudzwi nguva dzose nezvakashata zvako?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3Nahumi 3:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Wakuvara zvingarapike ronda rako rakaipisisa kwazvo. Vose zvavo vachanzwa nezvako vacharova makwa vachiitira iwe nokuti ndiani chaizvo asina kuwirwa nohuipi hwako husingaperi?
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3