Nahumi 3:7
Nahumi 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose vachakuona vachakutiza uye vachati, ‘Ninevhe raparara, ndiani acharichema?’ Ndingawana kupi munhu angakunyaradza?”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3Nahumi 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ipapo vose vanokuona vachakutiza, vachiti, ‘Ninivhe raparadzwa, ndiani acharichema? Ndichakutsvakirepi vanyaradzi?’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3Nahumi 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vose vachakuona vachakukanuka vachikusuduruka vachiti, ‘Ninivhe yaparara. Ndiani achaichemawo ndichaiwanira kupikowo vokuinyaradza.’ ”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nahumi 3