Nehemia 12:43
Nehemia 12:43 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Vakabayira zvibayiro zvikuru nezuva iro, vakafara; nokuti Mwari akanga avafadza nomufaro mukuru; navakadziwo navana vakafara; naizvozvo mufaro weJerusaremu wakanzwika kure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 12Nehemia 12:43 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Pazuva iro vakabayira zvibayiro zvikuru, vachifara nokuti Mwari akanga avapa mufaro mukuru. Vakadzi navana vakafarawo. Maungira omufaro waiva muJerusarema akanzwika kure kwazvo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 12Nehemia 12:43 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vakapira zvibayiro zvikuru musi iwoyo vakafara zvikuru kwazvo nokuti Mwari akanga aita kuti vafare chaizvo zvokufara zviya. Vakadzi navana vakazofarawo. Kufara kweJerusaremu kukanzwika kure kure.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 12