Nehemia 5:19
Nehemia 5:19 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ndirangarirei, Mwari wangu, mundiitire zvakanaka nokuda kwezvose zvandakaitira rudzi urwu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 5Nehemia 5:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Haiwa Mwari wangu, ndirangarirei henyu nenyasha, nokuda kwezvose zvandakaitira vanhu ava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 5Nehemia 5:19 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndiyeukeiwo ini Mwari kuti zvinhu zvindifambirewo zvakanaka pamusana pezvandakaitira vanhu ava.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 5