Nehemia 6:9
Nehemia 6:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Vose vaingoedza kutivhundutsira vachiti mumwoyo yavo, “Maoko avo achaneta nebasa, uye harizoperi.” Asi ndakanyengetera ndikati, “Simbisai maoko angu zvino.”
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti vose vakanga vachitsvaka kutityisa, vachiti, “Maoko avo ngaashaiwe simba pabasa, kuti rirege kupedzwa.” Asi zvino, Mwari simbisai maoko angu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6Nehemia 6:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Nokuti vose zvavo vaida kutityisidzira vachifunga kuti pabasa irori maoko edu anobva arengwendeka, richibva raregwa kuitwa, asi imi Mwari simbisai maoko angu, ini ndokubva ndagwinyisa maoko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Nehemia 6