Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 11:23 - Compare All Versions

Numeri 11:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Jehovha akapindura Mozisi achiti, “Ko, ruoko rwaJehovha rwakapfupiswa here? Zvino uchaona kuti zvandinoreva zvichaitika here kana kuti kwete.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 11 BDSC

Numeri 11:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Ko ruoko rwaJehovha rwakafupiswa here? Uchaona hako zvino kana shoko rangu richiitika kana risingaitiki.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 11 SNA2002

Numeri 11:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 11 SCLBD

Numeri 11:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Ko ruʋoko rwaJehova rwakafupiswa here? Ucaʋona hako ɀino kana shoko raŋgu riciitika kana risiŋgaitiki.

Pakurirana nevamwe
Numeri 11 SUB1949

Numeri 11:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Tenzi ndokuti, “Ko kune chii chingatadze kuitwa nesimba rangu? Zvino muchaona kuti zvandataura zvinoitika here kana kuti kwete.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 11 SCLB