Numeri 12:3 - Compare All Versions
Numeri 12:3 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Zvino Mozisi akanga ari munhu akazvininipisa kwazvo, akazvininipisa kupfuura ani zvake pamusoro penyika.
Pakurirana nevamwe
Numeri 12 BDSCNumeri 12:3 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Zvino munhu uyu Mosesi akanga ari munhu munyoro kwazvo, kupfuura vanhu vose vaiva panyika.
Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SNA2002Numeri 12:3 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika.
Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SCLBDNumeri 12:3 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ɀino munhu uyu Mosesi wakaŋga ari munhu munyoro kwaɀo, kupfuʋura ʋanhu ʋose ʋaiʋa panyika.
Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SUB1949Numeri 12:3 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akanga ari munhu akazvirereka kupfuura vanhu vose vapanyika.
Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SCLB