Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 12:7 - Compare All Versions

Numeri 12:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Asi hazvina kudaro kuna Mozisi muranda wangu; iye akatendeka muimba yangu yose.

Pakurirana nevamwe
Numeri 12 BDSC

Numeri 12:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Muranda wangu Mosesi haana kudaro; akatendeka paimba yangu yose.

Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SNA2002

Numeri 12:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.

Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SCLBD

Numeri 12:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Muranda waŋgu Mosesi haana‐kuɗaro; wakatendeka paimba yaŋgu yose.

Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SUB1949

Numeri 12:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Asi handidaro nomuranda wangu Mosesi nokuti zvinhu zvangu zvose ndakazviisa mumaoko ake.

Pakurirana nevamwe
Numeri 12 SCLB