Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 13:27 - Compare All Versions

Numeri 13:27 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vakapa nhoroondo iyi kuna Mozisi: “Takaenda kunyika yamakatituma, uye inoerera mukaka nouchi! Hezvi zvibereko zvayo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 BDSC

Numeri 13:27 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Vakamuudza, vakati, “Takaenda kunyika iyo kwamakatituma; zvirokwazvo inoyerera mukaka nouchi; izvi ndizvo zvibereko zvayo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SNA2002

Numeri 13:27 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vakarondedzera Mosesi vachiti, “Takasvika kunyika yamakatituma. Ichokwadi kuti nyika iyoyo yakapfuma inoerera uchi nomukaka. Heino michero yayo yatauya nayo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBD

Numeri 13:27 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ʋakamuʋudza, ʋakati: Takaenda kunyika iyo kwamakatituma; ɀirokwaɀo inoyerera mukaka noʋuci; iɀi ndiɀo ɀiɓereko ɀayo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SUB1949

Numeri 13:27 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vakarondedzera Mosesi vachiti, “Takasvika kunyika yamakatituma. Ichokwadi kuti nyika iyoyo yakapfuma inoerera uchi nomukaka. Heino michero yayo yatauya nayo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLB