Numeri 13:30 - Compare All Versions
Numeri 13:30 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMozisi akati, “Tinofanira kukwidza tindotora nyika nokuti zvirokwazvo tinogona kuitora.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 BDSCNumeri 13:30 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Karebhu akanyaradza vanhu pamberi paMosesi akati, “Ngatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwazvo kuikunda.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SNA2002Numeri 13:30 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBDNumeri 13:30 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Karebi akanyaradza ʋanhu pamberi paMosesi, akati: Ŋgatikwire pakarepo, tindoitora, nokuti tinogona kwaɀo kuikunda.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SUB1949Numeri 13:30 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi Karebhu akanyaradza vanhu vaiva pana Mosesi achiti, “Handeiko izvozvi, tindoitora. Chokwadi, tinokwanisa kuzviita.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLB