Numeri 13:31 - Compare All Versions
Numeri 13:31 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Asi varume vakanga vaenda naye vakati, “Hatigoni kurwisa vanhu ava; vakasimba kutipfuura isu.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 BDSCNumeri 13:31 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi vamwe varume vakanga vakwira naye, vakati, “Hatigoni kukwira kundorwa navanhu avo, nokuti vanotikurira nesimba.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SNA2002Numeri 13:31 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBDNumeri 13:31 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi ʋamŋe ʋarume ʋakaŋga ʋakwira naye, ʋakati: Hatigoni kukwira kundorwa naʋanhu aʋo, nokuti ʋanotikurira nesimba.
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SUB1949Numeri 13:31 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Varume vaya vakanga vaenda naye vakati, “Hatikwanisi kundomirisana navo nokuti vakasimba kupinda isu.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLB