Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 13:33 - Compare All Versions

Numeri 13:33 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Takaona vaNefirimi (izvo zvizvarwa zvavaAnaki vanobva kuvaNefirimi) ikoko. Isu tainge mhashu pakuona kwedu, uye tainge takadarowo pakuona kwavo.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 BDSC

Numeri 13:33 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Takaonapo vanhu varefu, vana vaAnaki, vanobva pavarefu; kana tichizvifananidza, takanga takaita semhashu, ndozvatakanga takaita kwavariwo.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SNA2002

Numeri 13:33 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLBD

Numeri 13:33 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Takaʋona’po ʋanhu ʋarefu, ʋana ʋaAnaki, ʋanobva paʋarefu; kana ticiɀifananidza, takaŋga takaita semhashu, ndoɀatakaŋga takaita kwaʋari ʋo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SUB1949

Numeri 13:33 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Takaonawo hofori dzavanhu vorudzi rwaAnakimu. Isu takanga takaita sehwiza ndiko kutiona kwavaitiita.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 13 SCLB