Numeri 14:9 - Compare All Versions
Numeri 14:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Chete imi regai kumukira Jehovha. Uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti tichavamedza. Kudzivirirwa kwavo kwabviswa, asi Jehovha anesu. Musavatya.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 14 BDSCNumeri 14:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi regai kumukira Jehovha, uye musatya vanhu venyika iyo, nokuti ivo zvokudya zvedu; mumvuri wavo wabviswa pamusoro pavo, Jehovha anesu, regai kutya.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 14 SNA2002Numeri 14:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Asi musapandukire Tenzi. Musatye vanhu venyika iyoyo. Tichavaita kanyama kanyama. Chinovadzivira chakabviswa asi Tenzi anesu. Saka musavatye!”
Pakurirana nevamwe
Numeri 14 SCLBDNumeri 14:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi regai kumukira Jehova, ʋuye musatya ʋanhu ʋenyika iyo, nokuti iʋo ɀokudya ɀeɗu; mumvuri waʋo wabviswa pamsoro paʋo, Jehova unesu, regai kutya.
Pakurirana nevamwe
Numeri 14 SUB1949Numeri 14:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Asi musapandukire Tenzi. Musatye vanhu venyika iyoyo. Tichavaita kanyama kanyama. Chinovadzivira chakabviswa asi Tenzi anesu. Saka musavatye!”
Pakurirana nevamwe
Numeri 14 SCLB