Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 20:10 - Compare All Versions

Numeri 20:10 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Iye naAroni vakaunganidza ungano pamwe chete pamberi pedombo, Mozisi akati kwavari, “Teererai imi vokumukira, tinofanira kukubudisirai mvura padombo iri here?”

Pakurirana nevamwe
Numeri 20 BDSC

Numeri 20:10 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mosesi naAroni vakaunganidza ungano pamberi pedombo, akati kwavari, “Zvino, chinzwai, imi vokumukira Jehovha, ko tingakubudisirai mvura padombo iri here?”

Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SNA2002

Numeri 20:10 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?”

Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SCLBD

Numeri 20:10 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mosesi naAroni ʋakaʋuŋganidza ʋuŋgano pamberi peɗombo, akati kwaʋari: Ɀino, cinzwai, imi ʋokumukira Jehova, ko tiŋgakuɓuɗisirai mvura paɗombo iri here?

Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SUB1949

Numeri 20:10 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mosesi naAroni vakaunganidza vanhu kudombo riya ndokuvati, “Chinzwai mhandupandu dzavanhu, imi! Ko tokubudisirai mvura padombo iri here?”

Pakurirana nevamwe
Numeri 20 SCLB