Numeri 21:5 - Compare All Versions
Numeri 21:5 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
vakapopotera Mwari naMozisi, vachiti, “Makatibudisireiko muIjipiti kuti tizofira murenje? Chingwa hapana! Mvura hapana! Uye hatidi zvokudya zvokungotamburira izvi!”
Numeri 21:5 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo vanhu vakapopotera Mwari naMosesi, vakati, “Makatibudisireiko Ijipiti, kuti tifire murenje? Nokuti hapana zvokudya, hapana mvura; mweya yedu inosema zvokudya izvi zvakaipa.”
Numeri 21:5 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
vakanyunyutira Mwari naMosesi vachiti, “Ko makatiburitsireiko kuIjipiti? Heya maida kuti tifire mugwenga muno! Hamuna chokudya kana mvura. Tafinhwa notuchingwa utwu tusina maturo!”
Numeri 21:5 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo ʋanhu ʋakapopotera Mŋari naMosesi, ʋakati: Makatiɓuɗisireiko Egipita, kuti tifire murenje? Nokuti hapane‐ɀokudya, hapane‐mvura; mŋeya yeɗu inosema ɀokudya iɀi ɀakaipa.
Numeri 21:5 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
vakanyunyutira Mwari naMosesi vachiti, “Ko makatiburitsireiko kuIjipiti? Heya maida kuti tifire mugwenga muno! Hamuna chokudya kana mvura. Tafinhwa notuchingwa utwu tusina maturo!”