Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 21:7 - Compare All Versions

Numeri 21:7 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Vanhu vakauya kuna Mozisi vakati, “Takatadza, patakapopotera Jehovha nemi. Nyengeterai kuti Jehovha atibvisire nyoka idzi pakati pedu.” Saka Mozisi akanyengeterera vanhu.

Pakurirana nevamwe
Numeri 21 BDSC

Numeri 21:7 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvino vanhu vakauya kuna Mosesi, vakati, “Takatadza, nokuti takapopotera Jehovha nemi; kumbirai kuna Jehovha kuti abvise nyoka kwatiri.” Mosesi akakumbirira vanhu.

Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SNA2002

Numeri 21:7 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Vanhu vakauya kuna Mosesi vakati, “Takatadza nokuti takanyunyutira Tenzi nemi. Tinamatireiwo kuna Tenzi kuti atibvisire nyoka idzi.” Naizvozvo Mosesi ndokuvakumbirira.

Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLBD

Numeri 21:7 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀino ʋanhu ʋakaʋuya kunaMosesi, ʋakati: Takatadza, nokuti takapopotera Jehova nemi; kumbirai kunaJehova kuti abvise nyoka kwatiri. Mosesi akakumbirira ʋanhu.

Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SUB1949

Numeri 21:7 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Vanhu vakauya kuna Mosesi vakati, “Takatadza nokuti takanyunyutira Tenzi nemi. Tinamatireiwo kuna Tenzi kuti atibvisire nyoka idzi.” Naizvozvo Mosesi ndokuvakumbirira.

Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLB