Numeri 21:8 - Compare All Versions
Numeri 21:8 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Jehovha akati kuna Mozisi, “Gadzira nyoka ino uturu ugoiturika padanda; ani naani anorumwa, akatarira kwairi achararama.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 BDSCNumeri 21:8 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Ipapo Jehovha akati kuna Mosesi, “Uzviitire nyoka inopenga, ugoiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akarumwa kana akaitarira, achararama.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SNA2002Numeri 21:8 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Tenzi ndokutaurira Mosesi achiti, “Pfura nyoka inouturu hunopisa somoto, uiturike pabango, saka ani naani anenge arumwa, kana akatarisa nyoka yaunopfura, achararama.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLBDNumeri 21:8 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Ipapo Jehova akati kunaMosesi: Uɀiitire nyoka inopeŋga, ugoiturika paɗanda; ɀino mumŋe nomumŋe wakarumŋa kana akaitarira, ucararama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SUB1949Numeri 21:8 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Tenzi ndokutaurira Mosesi achiti, “Pfura nyoka inouturu hunopisa somoto, uiturike pabango, saka ani naani anenge arumwa, kana akatarisa nyoka yaunopfura, achararama.”
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLB