Numeri 21:9 - Compare All Versions
Numeri 21:9 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
Saka Mozisi akagadzira nyoka yendarira akaiturika padanda. Ipapo vaiti kana ani naani akange arumwa nenyoka, akatarisa panyoka yendarira, airarama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 BDSCNumeri 21:9 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika padanda; zvino mumwe nomumwe akati kana arumwa, akatarira nyoka iyo yendarira, akararama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SNA2002Numeri 21:9 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLBDNumeri 21:9 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Mosesi akaita nyoka yendarira, akaiturika paɗanda; ɀino mumŋe nomumŋe wakati kana arumŋa, akatarira nyoka iyo yendarira, wakararama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SUB1949Numeri 21:9 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
Mosesi akapfura nyoka yendarira akaiturika pabango. Naizvozvo ani naani ainge arumwa, aiti akangotarisa nyoka yendarira obva ararama.
Pakurirana nevamwe
Numeri 21 SCLB