Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 22:29 - Compare All Versions

Numeri 22:29 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Bharamu akapindura mbongoro akati, “Wandiita benzi iwe! Dai ndanga ndiine munondo muruoko rwangu ndingadai ndakuuraya izvozvi.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 BDSC

Numeri 22:29 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Bharamu akati kumbongoro, “Nokuti wakandidadira; dai ndaiva nomunondo muruoko rwangu, ndingadai ndakuuraya pakarepo.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SNA2002

Numeri 22:29 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SCLBD

Numeri 22:29 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Barami akati kumboŋgoro: Nokuti wakandiɗaɗira; ɗai ndaiʋa nomunondo muruʋoko rwaŋgu, ndiŋgaɗai ndakuʋuraya pakarepo.

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SUB1949

Numeri 22:29 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Bhiriamu ndokuti kwariri, “Nokuti uri kutoita zvako zvokutamba neni. Dai ndanga ndiine bakatwa rangu ndingadai ndakuuraya iye zvino uno.”

Pakurirana nevamwe
Numeri 22 SCLB