Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 23:19 - Compare All Versions

Numeri 23:19 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Mwari haasi munhu, kuti angareva nhema, uye mwanakomana womunhu kuti ashandure pfungwa dzake. Ko, anotaura akasazviita here? Anovimbisa akasazadzisa here?

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 BDSC

Numeri 23:19 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Mwari haazi munhu, Haangarevi nhema; Kunyange Mwanakomana womunhu, Haangashanduki; Chaakataura, haangachiiti kanhi? Chaakataura, haangachisimbisi kanhi?

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SNA2002

Numeri 23:19 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Mwari haazi munhu, haangarevi nhema, haazi munhu, haasanduki sanduki mukutaura. Ko munoti angataure chinhu pedzepo orega kuchiita here? Angatsidze chinhu chaasingazoita here?

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLBD

Numeri 23:19 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Mŋari haazi munhu, haaŋgareʋi nhema; Kunyaŋge mŋanakomana womunhu, haaŋgashanduki; Caakataura, haaŋgaciiti kanhi? Caakataura, haaŋgacisimbisi kanhi?

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SUB1949

Numeri 23:19 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Mwari haazi munhu, haangarevi nhema, haazi munhu, haasanduki sanduki mukutaura. Ko munoti angataure chinhu pedzepo orega kuchiita here? Angatsidze chinhu chaasingazoita here?

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLB