Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 23:23 - Compare All Versions

Numeri 23:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

Hapana unʼanga hungarwa naJakobho, hapana kuvuka kunorwa naIsraeri. Zvino zvichanzi pamusoro paJakobho, napamusoro paIsraeri, ‘Tarirai zvaitwa naMwari!’

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 BDSC

Numeri 23:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

Zvirokwazvo hakunaunanga kuna Jakobho, Uye hakuna kuuka kuna Isiraeri; Zvino zvicharehwa pamusoro paJakobho napamusoro paIsiraeri, Zvakaitwa naMwari

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SNA2002

Numeri 23:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari.

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLBD

Numeri 23:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Ɀirokwaɀo hakunoʋuŋaŋga kunaJakobo, Ʋuye hakuno‐kuʋuka kunaIsraeri; Ɀino ɀicarebga pamsoro paJakobo napamsoro paIsraeri, Ɀakaitwa naMŋari.

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SUB1949

Numeri 23:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

Zvoun'anga Jakobho hazvimukuvadzi, kana zvokurengerera vaIsiraeri hazvipe rushambwa. Vanhu vachataura zvaJakobho nezvavaIsiraeri vachiti, hezvoka zvakaitwa naMwari.

Pakurirana nevamwe
Numeri 23 SCLB