Numeri 32:23 - Compare All Versions
Numeri 32:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)
“Asi kana mukakoniwa kuita izvi, muchange matadzira Jehovha; uye zvirokwazvo chivi chenyu chichakuwanai.
Pakurirana nevamwe
Numeri 32 BDSCNumeri 32:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)
Asi kana mukasaita saizvozvo, tarirai matadzira Jehovha, muzive kuti zvivi zvenyu zvichakuwanai.
Pakurirana nevamwe
Numeri 32 SNA2002Numeri 32:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)
“Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.
Pakurirana nevamwe
Numeri 32 SCLBDNumeri 32:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))
Asi kana mukasaita saiɀoɀo, tarirai matadzira Jehova, muziʋe kuti ɀiʋi ɀenyu ɀicakuwanai.
Pakurirana nevamwe
Numeri 32 SUB1949Numeri 32:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)
“Asi mukasaita saizvozvi, matotadzira Tenzi. Saka zivai izvi zvokuti chitadzo chenyu chichakupfukirai.
Pakurirana nevamwe
Numeri 32 SCLB