Mufananidzo weYouVersion
Mucherechedzo Wekutsvaka

Numeri 6:23 - Compare All Versions

Numeri 6:23 BDSC (Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi)

“Udza Aroni navanakomana vake uti, ‘Munofanira kuropafadza vaIsraeri nomutoo uyu. Muti kwavari

Pakurirana nevamwe
Numeri 6 BDSC

Numeri 6:23 SNA2002 (Shona Bible 1949, revised 2002)

“Taura naAroni navanakomana vake, uti, ‘Munofanira kuropafadza vana vaIsiraeri nomutoo uyu:’ Muti kwavari

Pakurirana nevamwe
Numeri 6 SNA2002

Numeri 6:23 SCLBD (Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika)

“Taurira Aroni navanakomana vake kuti kana vava kukomborera vaIsiraeri ngavataure vachiti

Pakurirana nevamwe
Numeri 6 SCLBD

Numeri 6:23 SUB1949 (Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke))

Taura naAroni naʋanakomana ʋake, uti: Munofanira kuropafadza ʋana ʋaIsraeri nomutoʋo uyu: Muti kwaʋari

Pakurirana nevamwe
Numeri 6 SUB1949

Numeri 6:23 SCLB (Bhaibhiri Idzva rechiShona)

“Taurira Aroni navanakomana vake kuti kana vava kukomborera vaIsiraeri ngavataure vachiti

Pakurirana nevamwe
Numeri 6 SCLB