Firimoni 1:6
Firimoni 1:6 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinokunyengeterera kuti ugovane navamwe nesimba, kuitira kuti uve noruzivo rwakazara pamusoro pezvinhu zvose zvakanaka zvatinazvo muna Kristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Firimoni 1Firimoni 1:6 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti kugovana kwokutenda kwako kuve nesimba, kuti zvakanaka zvose zviri mukati medu kuna Kristu zvizikanwe
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Firimoni 1Firimoni 1:6 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dai mubatirapamwe wako muchitendero wangobereka muchero wokuti iwe uzive zvakanaka zviri matiri kuitira Kristu
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Firimoni 1