VaFiripi 1:29
VaFiripi 1:29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Nokuti makapiwa imi, nokuda kwaKristu, kuti musangotenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzike nokuda kwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nokuti nokuda kwaKristu imi makatenderwa kuti murege kutenda kwaari bedzi, asi kuti mutambudzikewo nokuda kwake
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1VaFiripi 1:29 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Chikonzero ndechokuti pamusana paKristu makapiwa, kwete kuti mungodavira chete maari, asi kuti mumutambudzikirewo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 1