VaFiripi 2:13
VaFiripi 2:13 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
nokuti ndiye Mwari anoita mukati menyu kuda nokuita nokuda kwake kwakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
nokuti ndiMwari anoshanda mukati menyu kuti mude uye muite maererano nokuda kwake kwakanaka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2VaFiripi 2:13 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
nokuti Mwari anoshanda mamuri kuti mude uye kuti mumushandire zvaanoda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 2