VaFiripi 3:10-11
VaFiripi 3:10-11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ndinoda kuziva Kristu nesimba rokumuka kwake uye nokuwadzana kwokugovana naye mumatambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake, uye kuti, zvimwe, ndiwane kumuka kubva kuvakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:10-11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Ndinoda kuziva Kristu uye simba rokumuka kwake uyewo kuti ndigoverane naye matambudziko ndichivawo saiye murufu rwake kuti, kana zvichigoneka, ndizomukawo panomuka vakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:10-11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
kuti ndimuzive iye, nesimba rokumuka kwake, nokusangana naye pamadambudziko ake, ndifanane naye pakufa kwake; kuti zvimwe ndisvike pakumuka kwavakafa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3