VaFiripi 3:7
VaFiripi 3:7 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Asi zvandaiona sezvine basa kwandiri, ndava kuzvitora sokutorasikirwa kwandakaita pamusana paKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Asi zvose zvakanga zviri pfuma kwandiri, ndakaona kuri kurasikirwa nokuda kwaKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3VaFiripi 3:7 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Asi izvozvo, zvaiva pfuma kwandiri, ndakati ndiko kurashikirwa hako nokuda kwaKristu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 3