VaFiripi 4:9
VaFiripi 4:9 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Itai zvamakadzidza mukagamuchira nokunzwa nokuona mandiri. Mwari worugare achava nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:9 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zvinhu zvipi zvazvo zvamakadzidza kana zvamakagamuchira kana zvamakanzwa kubva kwandiri, kana zvamakaona mandiri, itai izvozvo. Uye Mwari worugare ngaave nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4VaFiripi 4:9 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zvinhu izvo zvamakadzidza, nezvamakapiwa, nezvamakanzwa, nezvamakaona kwandiri, itai izvozvo; Mwari worugare ngaave nemi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu VaFiripi 4