Zvirevo 1:28-29
Zvirevo 1:28-29 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
“Ipapo vachadana kwandiri asi ini handingavapinduri; vachanditsvaka asi havangandiwani. Sezvo vakavenga zivo uye vakasasarudza kutya Jehovha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1Zvirevo 1:28-29 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Nenguva iyo vachadana kwandiri, asi handingapinduri; Vachanditsvaka zvikuru, asi havangandiwani. Zvavakavenga zivo, Vakasazvitsaurira kutya Jehovha
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1Zvirevo 1:28-29 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Vachandidaidza asi ini handipinduri vachanditsvagisisa asi havandiwani. Nokuti vakavenga ruzivo uye havana kusarudza kutya Tenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 1