Zvirevo 10:22
Zvirevo 10:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kuropafadza kwaJehovha kunowanisa upfumi, uye haawedzeri matambudziko kwahuri.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kuropafadza kwaJehovha ndiko kunopfumisa; Kutambura pabasa hakuwedzeri chinhu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10Zvirevo 10:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Chikomborero chaTenzi chinopfumisa, hapana kushanda kunohupamhidzira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 10