Zvirevo 14:16
Zvirevo 14:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akachenjera anotya Jehovha uye anovenga zvakaipa, asi benzi rina manyawi uye harina hanya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Akachenjera anotya zvakashata, achizvinzvenga; Asi benzi rina manyawi, richizvitenda.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Mungwaru anochenjerera zvinhu uye anonzvenga zvakaipa asi benzi rinozviita suku nasai, harikendenge.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14