Zvirevo 14:27
Zvirevo 14:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutya Jehovha ndicho chitubu choupenyu, kunodzora munhu kubva pamisungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:27 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kutya Jehovha itsime roupenyu; Kuti munhu apukunyuke pamisungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14Zvirevo 14:27 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kutya Tenzi chisipiti choupenyu, kuitira kuti munhu anzvenge misungo yorufu.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 14