Zvirevo 15:16
Zvirevo 15:16 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Zviri nani kuva munhu ane zvishoma uchitya Tenzi pano kuva noupfumi huzhinji uine nhamo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15Zvirevo 15:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Zviri nani kuva nezvishoma uchitya Jehovha, pane kuva nepfuma zhinji namatambudziko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15Zvirevo 15:16 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Zviri nani kuti munhu ave nezvishoma, achitya Jehovha, Pakuti ave nepfuma yakawanda, achinyunyuta.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15