Zvirevo 15:33
Zvirevo 15:33 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutya Jehovha kunodzidzisa munhu uchenjeri, uye kuzvininipisa kunotanga, kukudzwa kwozotevera.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15Zvirevo 15:33 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kutya Jehovha kunodzidzisa uchenjeri; Uye kuzvininipisa kunotangira kukudzwa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15Zvirevo 15:33 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kutya Tenzi chidzidzo choungwaru kuti munhu ukudzwe tanga wazvirereka.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 15