Zvirevo 16:28
Zvirevo 16:28 Bhaibhiri Idzva rechiShona (SCLB)
Munhu akaipa anopesanisa vanhu munhu wamakuhwa anoparadzanisa shamwari.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 16Zvirevo 16:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu akatsauka anomutsa kupesana, uye guhwa rinoparadzanisa shamwari dzepedyo.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 16Zvirevo 16:28 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu akatsauka anokusha kukakavara; Mucheri anoparadzanisa shamwari dzinodana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 16