Zvirevo 18:22
Zvirevo 18:22 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uyo anowana mudzimai anowana chinhu chakanaka, uye anogamuchira nyasha kubva kuna Jehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18Zvirevo 18:22 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Awana mukadzi awana chinhu chakanaka, Avigirwa nyasha yaJehovha.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18Zvirevo 18:22 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anowana mukadzi anowana chinhu chakanaka chinotova chiratidzo chorudo rwaTenzi.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18