Zvirevo 18:24
Zvirevo 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Munhu ane shamwari dzakawanda angangoparadzwa, asi kune shamwari inonamatira kupfuura hama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18Zvirevo 18:24 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Munhu ane shamwari zhinji anoparadzwa; Asi shamwari iriko inonamatira kupfuura hama.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18Zvirevo 18:24 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Dzimwe shamwari ndedzokuvaraidza chete asi imwe shamwari inokunda mukoma kana munun'una.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 18