Zvirevo 19:11
Zvirevo 19:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Uchenjeri hwomunhu hunomupa mwoyo murefu; kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:11 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kungwara kwomunhu kunodzora kutsamwa kwake; Kukudzwa kwake ndiko kukanganwira kudarika kwomumwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:11 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anonzwisisa haakurumidzi kushatirwa kuregerera kunoita kuti aremekedzwe.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19