Zvirevo 19:18
Zvirevo 19:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Ranga mwanakomana wako, nokuti mukuranga ndimo mune tariro; usava nechikamu pakuparadzwa kwake.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:18 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Ranga mwanakomana wako, nokuti tariro ichipo; Usatsvaka kumuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:18 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Raira mwana wako achiri kunzwa asi kwete zvokutoda kumuuraya.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19