Zvirevo 19:21
Zvirevo 19:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Mune urongwa huzhinji mumwoyo momunhu, asi kuda kwaJehovha ndiko kunobudirira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:21 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Mumwoyo womunhu mune ndangariro zhinji; Asi kurairira kwaJehovha ndiko kuchamira.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:21 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Munhu anogona kuzvirongera, mumusoro make, zvinhu zvakawanda asi zvinodiwa naTenzi ndizvo zvinozoitika.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19