Zvirevo 19:23
Zvirevo 19:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi (BDSC)
Kutya Jehovha kunotungamirira kuupenyu: Ipapo munhu achazorora zvakanaka, asingawirwi nedambudziko.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:23 Shona Bible 1949, revised 2002 (SNA2002)
Kutya Jehovha kunoisa kuupenyu; Unako, uchavata zvakanaka, Haangavingiwi nezvakaipa.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19Zvirevo 19:23 Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika (SCLBD)
Kutya Tenzi kunosvitsa kuupenyu uye anako anogadzana mwoyo, hapana chinomuwana.
Pakurirana nevamwe
Verenga chikamu Zvirevo 19